Mashoko Emuzasi a Maererano nemhiko yakaitwa naHana, mwana wake aizova muNaziri kweupenyu hwake hwese. Izvi zvinoreva kuti aizotsaurwa kuti aitire Jehovha basa dzvene.—Num. 6:2, 5, 8.