Mashoko Emuzasi
d Pakafa vaapostora, Satani akaita kuti pave nevanhu vakatsauka pakutenda uye kwemazana emakore vanhu ivavo vairamba vachiwedzera. Panguva iyoyo hapana zvakawanda zvaiitwa pabasa rokuita kuti vanhu vave vadzidzi vechokwadi vaKristu. Asi zvinhu zvaizochinja panguva ‘yokukohwa,’ kureva mumazuva okupedzisira. (Mat. 13:24-30, 36-43) Ona Nharireyomurindi yaJuly 15, 2013, mapeji 9-12.