RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

d Ichokwadi kuti Shoko raMwari rinewo zvinhu zvinoita ‘sezvakaoma kunzwisisa’ kusanganisira dzimwe ndima dzakanyorwa naPauro. Kunyange zvakadaro, vanyori vose veBhaibheri vainge vakafemerwa nomudzimu mutsvene. Mudzimu mutsvene iwoyo ndiwo uri kubatsira vaKristu vechokwadi kuti vanzwisise chokwadi chomuMagwaro, uye “kunyange zvinhu zvakadzama zvaMwari.”—2 Pet. 3:16, 17; 1 VaK. 2:10.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe