Mashoko Emuzasi
a Bhuku rinonzi Insight on the Scriptures rinotsanangura zviri kuitwa nemasayendisiti kuti awane chinoita kuti tichembere uye tife richiti: “Vanokanganwa pfungwa yokuti Musiki pachake ndiye akapa mutongo worufu pamurume nomukadzi vokutanga, uye kuti hapana munhu anokwanisa kunyatsonzwisisa kuti akazviita sei kuti vanhu vakwegure.”—Vol. 2, p. 247.