Mashoko Emuzasi
a Achitaura nezvemashoko aMwari ari pana Eksodho 3:14, mumwe muongorori weBhaibheri akanyora kuti: “Hapana chinomutadzisa kuita zvaanoda . . . Zita iri [rokuti Jehovha] raizova nhare yevaIsraeri uye raizoita kuti varambe vaine tariro uye vachinyaradzwa.”