Mashoko Emuzasi
a Pasina nguva anyora 1 VaKorinde, Pauro akazoenda kuMakedhoniya sezvaainge ataura achipfuura nomuTroasi uye kuMakedhoniya ikoko ndiko kwaakanyorera 2 VaKorinde. (2 VaK. 2:12; 7:5) Akazoendawo kuKorinde.