Mashoko Emuzasi
b Tingabvunza kuti, Chii chakaita kuti vazivi venyeredzi vafunge kuti “nyeredzi” yavakaona kuMabvazuva yaiva nechokuita nokuberekwa kwa“mambo wevaJudha”? Pamwe vangangova vakanzwa nezvokuberekwa kwaJesu pavaipfuura nemuIsraeri.