Mashoko Emuzasi
b Makore iwayo, mapiyona akawanda akanga asingaendi kumabasa. Vaipiwa mabhuku eBhaibheri nemari yakaderera vozoshandisa mipiro yavaiwana pamabhuku acho pakutenga zvinhu zvekurarama nazvo.