Mashoko Emuzasi a Jesu haana kuti temberi yaisazombovakwazve asi akati yaizoparadzwa uye izvozvo zvakaitika muna 70 C.E.