RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

e Pane mahwendefa ebhizimisi enguva yose inonzi yakatonga madzimambo oUmambo Hwechipiri hweBhabhironi. Kana makore akatonga madzimambo aya akasanganiswa, toverenga kubvira munguva yokutonga kwaNabhonidhasi, mambo wokupedzisira woUmambo Hwechipiri hweBhabhironi, tinosvika pagore ra587 B.C.E. rinonzi ndiro rakaparadzwa Jerusarema. Zvisinei, kuverenga makore acho seizvi kwaizoshanda chete dai kuri kuti hapana imwe nguva yaigara isina mambo pakutevedzana kwavaiita.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe