Mashoko Emuzasi
c Hamani akati aizopa matarenda esirivha 10 000, anokosha mazana emamiriyoni emadhora mazuva ano. Kana Ahashivheroshi ari iye aiva Xerxes I, mari yacho ingangodaro yakaita kuti zvakataurwa naHamani zviwedzere kumutora mwoyo. Xerxes aida mari yakawanda chaizvo kuti arwisane nevaGiriki. Akanga ava nenguva achironga hondo iyi yaakazokundwa.