Mashoko Emuzasi
a Izvi zvaigumbura vaJudha vekare. Maererano nebhuku reapokirifa ra2 Makabhii, vaJudha vakawanda vakashatirwa mupristi mukuru Jasoni, akanga apanduka, paaida kuvaka giraundi remitambo yechiGiriki muJerusarema. Iri raiva danho rokuedza kuita kuti vaJudha vararame sevaGiriki.—2 Makabhii 4:7-17.