Mashoko Emuzasi
b Kunyange zvazvo nhoroondo yacho ichiti Jehovha akanga ‘avhara chibereko chaHana,’ hapana chinoratidza kuti Mwari akanga asingafariri mukadzi uyu aizvininipisa uye akanga akatendeka. (1 Samueri 1:5) Dzimwe nguva Bhaibheri rinoti Mwari ndiye aita zvinhu asi iye anenge angozvirega zvichiitika kwekanguva.