RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

d Pfungwa iyi, yakataurwa naJerome munenge muna 383 C.E., yakakurumbira chaizvo kune vaya vanotenda kuti Mariya akaramba ari mhandara kwoupenyu hwake hwose. Jerome akazotaura achinetseka kuti akanga adzidzisa vanhu zvisiri izvo, asi mupfungwa dzevakawanda uye mumaonero eChechi yeRoma, pfungwa yacho yakaramba ichitendwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe