RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

b Mumufananidzo uyu, kudyara hakurevi basa rokuparidza nokuita kuti vanhu vave vadzidzi, izvo zvaizoita kuti pave nevatsva vaizova vaKristu vakazodzwa. Jesu achitaura nezvembeu yakanaka yakadyarwa mumunda, akati: “Ava vanakomana voumambo,” haana kuti ndivo “vachazova vanakomana voumambo.” Kudyara kunoreva kuzodzwa kwevanakomana ava voUmambo munyika yose.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe