Mashoko Emuzasi
b Zvimwe Dhavhidhi ainzwisisa kuti kudzivirira vagari vomunzvimbo iyi uye zvipfuwo zvavo kwaiva kushumira Jehovha Mwari. Mumazuva iwayo, Jehovha aiva nechinangwa chokuti vanhu vedzinza raAbrahamu, Isaka naJakobho vagare munyika iyoyo. Kuidzivirira kuvanhu vedzimwe nyika vaipinda nechisimba uye vaida kuba raiva basa dzvene.