Mashoko Emuzasi
a Dzimwe nguva ndima iyi inoshandurwa ichibudisa pfungwa yokuti munhu aizotongerwa rufu kana amai vane pamuviri vari ivo vafa. Zvisinei, rugwaro rwechiHebheru chepakutanga runoratidza kuti mutemo wacho wakataura nezvokufa kwaamai kana kuti kwomwana wavo asati aberekwa.