Mashoko Emuzasi
a Kunyatsopindirana kunoita mapisarema aya kunoonekwa mumarongerwo akaita mashoko awo uye zvaanotaura. Unhu hwaMwari hwakanaka hunoonekwa muPisarema 111 hunotevedzerwa ‘nomunhu’ anotya Mwari anotaurwa nezvake muPisarema 112, sezvinoonekwa kana tikaenzanisa Pisarema 111:3, 4 naPisarema 112:3, 4.