Mashoko Emuzasi
a Pashiri dzavaiva nadzo vakapa imwe yacho sechinopiwa chechivi. (Revhitiko 12:6, 8) Paakapa chinopiwa ichi, Mariya akaratidza kuti anoziva kuti iye, sezvakangoitawo vanhu vose vasina kukwana, aiva nechivi chaakawana kuna Adhamu, munhu wokutanga.—VaRoma 5:12.