Mashoko Emuzasi
a Zvakanyorwa paKarenda yeGezeri hazvina hazvo kunyatsofanana nemwedzi yomuBhaibheri. Uyezve, mamwe mabasa okurima angadaro aiitwa panguva dzakasiyana mune dzimwe nzvimbo dzeNyika Yakapikirwa.