Mashoko Emuzasi
a Nyanzvi yeBhaibheri Albert Barnes yakati murayiro waJesu woku“taura neungano” waigona kureva “vaya vanobvumirwa kuongorora nyaya dzakadaro—vamiririri vechechi. Musinagogi rechiJudha maiva nevakuru vaishumira sevatongi, uye nyaya dzakaita seidzi dzaiendeswa kwavari.”