Mashoko Emuzasi
b Inoshi asati aberekwa, Jehovha aitaura naAdhamu. Abheri akapa chipo chakagamuchirwa naJehovha. Mwari akatotaura naKaini kutsamwa negodo zvisati zvaita kuti aponde munun’una wake. Saka, kutanga “kudana zita raJehovha” uku kunofanira kunge kwaiitwa nenzira yakasiyana, kwete yokunamata kwakachena.