Mashoko Emuzasi f Zita raMwari womuBhaibheri ndiJehovha. Mushanduro dzeBhaibheri dzakawanda, rinogona kuwanikwa pana Pisarema 83:18.