Mashoko Emuzasi
c Shoko romutauro wepakutanga rakashandurwa kuti “urungana” pana Isaya 40:22 ringashandurwawo kuti “denderedzwa.” Dzimwe shanduro dzeBhaibheri dzinoti, “nyika yakaita bhora” (Douay Version) uye “nyika yakatenderera.”—Moffatt.