Mashoko Emuzasi
a Galileo akanyanya kuzvivengesa nevanhu nemapinduriro ake uye kutsvinya kwakanyanya. Uyewo paakati pfungwa yokuti zuva ndiro riri pakati pezvakasikwa inoenderana neMagwaro, akazviita nyanzvi yezvechitendero, izvo zvakatonyanya kushatirisa chechi.