Mashoko Emuzasi
a Nokusiyana kwebhii rimwe chete, rugwaro rwechiHebheru runogona kuti “akavaisa musaha” kana kuti “akavacheka (akavacheka-cheka) kuita zvidimbu zvidimbu.” Uyezve, shoko rakashandurwa kuti “hovhoni yezvidhinha” rinogonawo kureva “foroma yezvidhinha.” Foroma yacho ingava yaiva yakanyanya kutetepa zvokuti hapana aigona kupfuura nomairi.