Mashoko Emuzasi
a Kushandiswa kweshoko rokuti “zvishamiso” munyaya ino kunoenderana nokutsanangurwa kwarinoitwa muduramazwi reBhaibheri kwokuti: “Zvinoitika munyika chaiyo zvinopfuura simba rose rinozivikanwa revanhu kana rezvakasikwa uye zvinobva zvanzi zvakakonzerwa nezvinhu zvine simba zvisingaoneki.”