Mashoko Emuzasi
b Zvinosuruvarisa kuti pakupedzisira Hama Michal Žobrák vakashaya. Pakanga pachigadzirwa nyaya ino kuti inyorwe, vakafa vakatendeka, vaine chivimbo chetariro yorumuko.