Mashoko Emuzasi
a Munguva inotaurwa muBhaibheri, vavengi vaibatwa, vakadai saSamsoni nevamwe vaIsraeri, vaipiwa basa rokukuya zviyo. (Vatongi 16:21; Mariro aJeremia 5:13) Vakadzi vainge vasiri nhapwa vaikuya zviyo zvemhuri dzavo.—Jobho 31:10.