Mashoko Emuzasi
c Encyclopaedia Judaica inobudisa pachena mitemo “yakaoma uye yainyatsotsanangurwa” pamusoro penyama “yaibvumirwa.” Inotaura kuti nyama inofanira kugara mumvura kwemaminitsi mangani, kuti inofanira kubomha sei iri papuranga, kutsetseka kwomunyu unoiswa pairi, uye kuti inofanira kugezwa mumvura inotonhora kangani.