Mashoko Emuzasi
a Muzana rokutanga remakore C.E., muRevhi ainzi Bhanabhasi akatengesa munda waaiva nawo akapa mari yacho kuti ibatsire vateveri vaKristu vaishayiwa vaiva muJerusarema. Pfuma iyi ingave yaiva muParestina kana kuti muKupro. Kana kuti inogona kunge yaive munda wokuviga vakafa uyo Bhanabhasi akanga atenga munharaunda yeJerusarema.—Mabasa 4:34-37.