Mashoko Emuzasi
c Bhaibheri rinoratidza kuti Jerusarema rakawa makore 70 vaJudha vakatapwa vasati vadzoka muna 537 B.C.E. (Jeremia 25:11, 12; Dhanieri 9:1-3) Nokuda kwokukurukurwa kwakadzama kwe“nguva dzakatemwa dzemamwe marudzi,” ona mapeji 240-2 ebhuku rinonzi Kurangarira muMagwaro, rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.