Mashoko Emuzasi
d Magazini eBhaibheri aya haatsigiri kana kusimudzira kurapwa kupi nokupi, achiziva kuti iyi inhau yokuti munhu nomunhu azvisarudzire oga. Asi nyaya dzinokurukura zvirwere chaizvo zvakati dzinoitirwa kuti vaverengi vazive zvinhu sokuzivikanwa kwazviri kuitwa panguva ino.