Mashoko Emuzasi
c Zvinhu zvisere zvacho ndizvo zvinotevera: (1) Usarohwa nehana; (2) funga zvakanaka; (3) funga nezvemamwe marudzi ebasa; (4) rarama maererano nezvaunazvo—kwete zvomumwewo munhu; (5) ngwarira chikwereti; (6) ita kuti mhuri irambe yakabatana; (7) ramba uchizviremekedza; uye (8) ronga zvinhu zvaunoda kutenga.