RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Ichi ndicho chimwe chikonzero nei vaArmenia vachibatanidza nyika yavo neGomo reArarat. Munguva yekare, Armenia yaiva umambo hukuru hwaiva nendima yaisanganisira makomo iwayo. Saka, pana Isaya 37:38, shanduro yeBhaibheri yeSeptuagint yechiGiriki inoshandura mashoko okuti “nyika yeArarat” kuti “Armenia.” Gomo reArarat zvino riri kuTurkey, pedyo nomuganhu wayo wokumabvazuva.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe