Mashoko Emuzasi
b Nemhaka yokumwe kukunda kukuru kwaiitwa uye kudzorerwa kwenyika yakanga yambopambwa uye mutero unofanira kuve waiunganidzwa somugumisiro, zviri pachena kuti Jerobhoami II akaita zvakawanda kuti awedzere upfumi hwoumambo hwokuchamhembe.—2 Samueri 8:6; 2 Madzimambo 14:23-28; 2 Makoronike 8:3, 4; Amosi 6:2.