Mashoko Emuzasi
a Nehemia 3:5 inoti vamwe vaJudha vane mukurumbira, “vakuru,” vakaramba kushanda, asi ndivo voga. Vanhu vakasiyana-siyana—vapristi, vapfuri vendarama, vavhenganisi vemafuta okuzora, machinda, vashambadzi—vose vakatsigira basa racho.—Ndima 1, 8, 9, 32.