Mashoko Emuzasi
a VaKristu vanofanira kuedza kuva norugare, maererano nezano riri pana Mateu 5:23, 24. Kana nyaya yacho ichisanganisira zvivi zvakakomba, vanofanira kuedza kuwana hama yavo, sezviri pana Mateu 18:15-17. Ona Nharireyomurindi yaOctober 15, 1999, mapeji 17-22.