Mashoko Emuzasi
c Kokorodzano nhatu dzinokosha dzakaitwa muFrance—muParis, Bordeaux, neLyons. MuItaly nhume dzaibva kuUnited States dzakaendeswa kuRome uye Milan, kunyange zvazvo kokorodzano dzinokwana pfumbamwe dzakaitwa panguva yakafanana.