Mashoko Emuzasi
a Sezvo Jesu akanga asina zvivi, haana kubhabhatidzwa kuti aratidze kupfidza. Kubhabhatidzwa kwake kwairatidza kuzvipa kwake kuna Mwari kuti aite kuda kwaBaba vake.—VaHebheru 7:26; 10:5-10.