Mashoko Emuzasi
a “Nyeredzi” pano hadzifananidziri ngirozi chaidzo. Jesu aisazomboshandisa munhu kunyora mashoko nokuda kwezvisikwa zvomudzimu zvisingaonekwi. Naizvozvo, “nyeredzi” dzinofanira kumirira vatariri vari vanhu, kana kuti vakuru, vari muungano, vanoonekwa senhume dzaJesu. Nhamba yavo zvairi nomwe inoratidza kukwana kunoenderana nezvinodiwa naMwari.