Mashoko Emuzasi
b Pamusangano weUnited States International Religious Freedom Commission musi waNovember 16, 2000, mumwe akapinda akaratidza musiyano wevaya vanoedza kumanikidza kutendeuka, nebasa reZvapupu zvaJehovha. Zvakaonekwa kuti Zvapupu zvaJehovha pazvinoparidzira vamwe, zvinozviita nenzira iya yokuti munhu anogona kungoti “Handifariri” obva avhara musuwo.