Mashoko Emuzasi
a Maererano neThe Catholic Encyclopedia, panguva yoKushanduka kwezvinhu kumanikidza vanhu kupinda chitendero kwairatidzwa nokutaura kwokuti: Cuius regio, illius et religio (Chaizvoizvo izvi zvinoreva kuti: “Chero ani zvake anotonga nyika ndiye anoisarudzirawo chitendero.”)