Mashoko Emuzasi
a Mashoko okuti “chitendero changogara chiripo” anoreva kudavira kuti pasi nezvinhu zvose zvipenyu rutivi rwaMwari uye zvine mweya mumwe chete woupenyu; okuti “chihedheni chekare” anoreva kunamata vanamwari vaivapo chiKristu chisati chavapo.