Mashoko Emuzasi
c Munguva inotaurwa muBhaibheri kuviga mutumbi wemushakabvu chaiva chiito choukoshi hwakati kurei. Nokudaro, kusavigwa kwakanga kune ngozi uye kazhinji kwairatidza kushayiwa tendero yaMwari.—Jeremia 25:32, 33.