Mashoko Emuzasi
b Nhau dzebhizimisi kana dzemari dzine kunyengera, kubiridzira, uye chitsotsi mukati dzingapinda pakutadza kwairehwa naJesu. Kuratidza izvozvo, apedza kupa nhungamiro yakanyorwa pana Mateo 18:15-17, Jesu akapa muenzaniso wevaranda (vashandi) vaiva nechikwereti chemari ndokutadza kuchibhadhara.