Mashoko Emuzasi
a Cyclopedia yaMcClintock naStrong inoti: “Vashandi vekanzuru [vateresi] vomuTest[amende] Itsva vaionekwa sevatengesi uye vakaramba kutenda, vakasvibiswa nokusonganirana kwavo kwakanyanya nevahedheni, zvishandiso zvinoda kushandiswa nomudzvinyiriri. Vaiiswa muboka rimwe nevatadzi . . . Vasiyiwa vega kudaro, vanhu vakadzikama vaisazosonganirana navo, shamwari dzavo chete dzaiwanikwa pane avo, kufanana navo, vakanga vakaraswa.”