RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Maererano nebhuku rinonzi The History of the Jewish People in the Age of Jesus Christ (175 B.C.–A.D. 135), rakanyorwa naEmil Schürer, kunyange zvazvo Mishnah isina nhau ine miitiro yeSanihedrini Huru, kana kuti Sanihedrini yevanhu Makumi Manomwe, avo veSanihedrini duku, yenhengo 23, vanongorondedzerwa nemashoko mashomanene chete. Vadzidzi veMutemo vaigona kupinda mhosva dzokuuraya dzaitongwa neSanihedrini duku, uko vaibvumidzwa kutsigira vaiva nemhosva kwete kupesana navo. Mune zvinoitika zvakanga zvisingabatanidzi mhosva dzokuuraya, vaigona kuita zvose.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe