RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

c MuHistory of the Jews, Purofesa Graetz anotaura kuti vaRoma dzimwe nguva vairovera padanda vasungwa 500 pazuva. Vamwe vaJudha vaiva nhapwa vaigurwa maoko ndokudzorerwazve muguta. Zvii zvaiva zvichiitika ikoko? “Mari yakanga isingachakoshi, nokuti yakanga isingachagoni kutenga chingwa. Vanhu vairwa zvakasimba mumigwagwa vachirwira zvokudya zvakaora uye zvinosemesa, tsama yemakoto, kachidimbu kedehwe, kana kuti nyama yomukati yaikandirwa imbwa. . . . Nhamba yezvitunha zvisina kuvigwa yaiwedzera nokukurumidza yakaita kuti mhepo inopisa yechirimo iparire zvirwere, uye vanhu vakawanda vakarwara, vakafa nenzara, uye nomunondo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe