Mashoko Emuzasi
a Rima haringagoni kuva rakaparirwa nekuora kwezuva nemhaka yokuti Jesu akafa panguva yomwedzi wakazara. Kuora kwezuva kunongoita maminiti mashomanene bedzi uye kunoitika kana mwedzi uri pakati penyika nezuva panguva yomwedzi mutsva.